Mashoko Emuzasi
b Ichitaura nezveshoko rechiito rakashandurwa kuti “rambai makamuka,” nyanzvi yemashoko W. E. Vine anotsanangura kuti sezvariri rinoreva ‘kudzinga hope,’ uye rino“ratidza kungwarira kwevaya vari kutarisira chinhu, kwete kungomukawo zvako.”