Mashoko Emuzasi
b Septuagint inotaura marariro aive akaita Jona ichiwedzera kuti airidza ngonono. Zvisinei, pane kuti tingoti kukotsira kwakaita Jona kunoratidza kuti aiva asina hanya, hatifaniri kukanganwa kuti dzimwe nguva hope dzinombobata vaya vakaora mwoyo. Panguva yokurwadziwa kwaJesu mumunda weGetsemane, Petro, Jakobho uye Johani vai“tsimwaira nokuda kweshungu.”—Ruka 22:45.