Mashoko Emuzasi
a Vimbiso yaMwari yokuti Dhavhidhi aizobereka “mwana,” omusiyira chigaro, yakaitwa Absaromu atoberekwa. Saka, Absaromu anofanira kunge aizviziva kuti Jehovha ainge asina kumusarudza kuti azosiyirwa chigaro naDhavhidhi.—2 Sam. 3:3; 7:12.