Mashoko Emuzasi c Ndima 6: Uku kugadziridzwa kwemanzwisisiro ataiita. Kare taifunga kuti kuongorora kwaJesu kwakaitika muna 1918.