Mashoko Emuzasi
b Pane imwe nguva mabhuku edu akambodzidzisa kuti zita raJehovha harifaniri haro kurevererwa nekuti hapana munhu akamboti Jehovha haana kodzero yekuva nezita iroro. Asi nyaya iyi yakajekeswa pamusangano wepagore wa2017. Sachigaro wacho akati: “Muchidimbu tiri kuti, tinenge tisina kukanganisa kana tikanyengeterera kurevererwa kwezita raJehovha nekuti mukurumbira wake unotofanira kuratidzwa kuti wakanaka.”—Ona purogiramu yaJanuary 2018 pajw.org®. Tarisa pakanzi RAIBHURARI > JW BROADCASTING®.