RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 97
  • Pamberi Imi Vashumiri voUmambo!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Pamberi Imi Vashumiri voUmambo!
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Pamberi Imi Vashumiri veUmambo!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Pamberi, Imi Vashumiri Voumambo!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Shingai, Imi Zvapupu!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Shingai, Imi Zvapupu!
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 97

Rwiyo 97

Pamberi Imi Vashumiri voUmambo!

Rakaprindwa

(2 Timoti 4:5)

1. Urambe uchiparidzira

Kuvanhu nyika yose,

Ude vavakidzani vako.

Vabatsire vashinge

Kushumira iropafadzo;

Tinofara kuparidza.

Urambe uchiparidzira;

Paridza zita raMwari.

(KORASI)

Rambai muchiparidza

Mashoko oUmambo.

Rambai makavimbika

Kuna Jehovha Mwari.

2. Vashumiri voshingaira

Vachifunga upenyu.

Tinotevera Tenzi wedu,

Nemwoyo wedu wose

Shoko roUmambo hwaMwari

Rinzwikwe nevanhu vose.

Jehovha anotitsigira;

Hatityi kana aripo!

(KORASI)

Rambai muchiparidza

Mashoko oUmambo.

Rambai makavimbika

Kuna Jehovha Mwari.

3. Tirambe tichishingaira,

Vakazodzwa, nevamwe.

Vakuru, mhandara, majaya

Vanofamba m’chokwadi.

Tinoziva ibasa dzvene,

Hatinamati zvachero.

Tive vakakodzera Mwari

Nemaitiro matsvene.

(KORASI)

Rambai muchiparidza

Mashoko oUmambo.

Rambai makavimbika

Kuna Jehovha Mwari.

(Onawo Pis. 23:4; Mab. 4:29, 31; 1 Pet. 2:21.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe