Zviro zviri mu JW Library uye mu JW.ORG
KUBVA MUDURA RENHOORONDO YEDU!
Chikepe Chinonzi Lightbearer Chinoendesa Chiedza kuSoutheast Asia
Pasinei nekushorwa, varume vashomanana vaifamba neLightbearer vakaparadzira neushingi chiedza cheBhaibheri munharaunda yakakura kwazvo yaiva nevanhu vakawanda.
Mu jw.org, pindai pakazwi RAIBHURARI > NYAYA DZINOGARA DZECHIBUDA.
ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?
Chii chinoita kuti chipuka ichi chemumvura chikwanise kuchinja ganda racho kuti ripfave kana kuomarara?
Mu jw.org, pindai pakazwi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > SAINZI NEBHAIBHERI > ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?