Eksodho 20:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Vakatanga kuti kuna Mosesi: “Imi taurai nesu, isu titeerere; asi Mwari ngaarege kutaura nesu kuti tirege kufa.”+ Numeri 12:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndinotaura naye zvakananga,+ ndichimuratidza, kwete nezvirahwe;+ uye iye anoona chitarisiko chaJehovha.+ Ko zvino, maregererei kutya kupopotera mushumiri wangu, iye Mosesi?”+ Numeri 27:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mosesi akaenda nenyaya yavo pamberi paJehovha.+
19 Vakatanga kuti kuna Mosesi: “Imi taurai nesu, isu titeerere; asi Mwari ngaarege kutaura nesu kuti tirege kufa.”+
8 Ndinotaura naye zvakananga,+ ndichimuratidza, kwete nezvirahwe;+ uye iye anoona chitarisiko chaJehovha.+ Ko zvino, maregererei kutya kupopotera mushumiri wangu, iye Mosesi?”+