AUGUST 4-10
ZVIREVO 25
Rwiyo 154 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)
Jesu ari musinagogi kuNazareta, achishamisa vanhu nemadzidzisiro ake
1. Mazano Anotibatsira Pamatauriro Edu
(10 min.)
Ziva nguva yekutaura (Zvi 25:11; w15 12/15 19 ¶6-7)
Taura zvakanaka (Zvi 25:15; w15 12/15 21 ¶15-16; ona mufananidzo)
Taura mashoko anokurudzira (Zvi 25:25; w95 4/1 17 ¶8)
2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari
(10 min.)
Zvi 25:28—Vhesi iyi inorevei? (it-2-E 399)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
3. Kuverenga Bhaibheri
(4 min.) Zvi 25:1-17 (th chidzidzo 10)
4. Kutanga Kukurukura Nevanhu
(3 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Tanga kukurukura nemunhu akasuruvara. (lmd chidzidzo 3 pfungwa 3)
5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira
(4 min.) PAIMBA NEIMBA. Munhu wacho anokuudza kuti ane zvaanotenda kuti ndicho chokwadi uye haasi kuzochinja. (lmd chidzidzo 8 pfungwa 4)
6. Hurukuro
(5 min.) ijwyp nyaya 23—Musoro: Ndodii Kana Vanhu Vachindinyeya? (th chidzidzo 13)
Rwiyo 123
7. Zvemuungano Yenyu
(15 min.)
8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano
(30 min.) lfb chidzidzo 6, mashoko ekusuma chikamu 3, uye chidzidzo 7