Numeri 19:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Munhu akachena+ anofanira kubva atora hisopi+ oinyika mumvura, oisasa pamusoro petende nemidziyo yose nemweya yaiva imomo nepamunhu akabata pfupa kana munhu akaurayiwa kana chitunha kana guva. VaHebheru 9:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 asi zvinongova nechokuita nezvokudya+ nezvokunwa+ norubhabhatidzo rwakasiyana-siyana.+ Zvakanga zviri zvinodiwa nomutemo pamusoro penyama+ uye zvakaiswa kusvikira panguva yakatarwa yokururamisa zvinhu.+ VaHebheru 9:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti kana ropa rembudzi+ nerenzombe+ nemadota+ etsiru zvinosaswa pane vaya vakasvibiswa+ zvichitsvenesa kusvikira nyama yachena,+
18 Munhu akachena+ anofanira kubva atora hisopi+ oinyika mumvura, oisasa pamusoro petende nemidziyo yose nemweya yaiva imomo nepamunhu akabata pfupa kana munhu akaurayiwa kana chitunha kana guva.
10 asi zvinongova nechokuita nezvokudya+ nezvokunwa+ norubhabhatidzo rwakasiyana-siyana.+ Zvakanga zviri zvinodiwa nomutemo pamusoro penyama+ uye zvakaiswa kusvikira panguva yakatarwa yokururamisa zvinhu.+
13 Nokuti kana ropa rembudzi+ nerenzombe+ nemadota+ etsiru zvinosaswa pane vaya vakasvibiswa+ zvichitsvenesa kusvikira nyama yachena,+