RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 19:37
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 37 Kwapera nguva yakati, dangwe racho rakabereka mwanakomana rikamutumidza kuti Moabhi.+ Ndiye baba vevaMoabhi, kusvikira nhasi.+

  • Numeri 21:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Vakabva vatama paObhoti vakanodzika musasa kuIye-abharimu,+ murenje riri nechepakatarisana neMoabhi, nechokumabvazuva.

  • Numeri 21:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Vakatama ipapo vakanodzika musasa munzvimbo yeAnoni,+ iri murenje rinobvira pamuganhu wevaAmori; nokuti Anoni ndiwo waiva muganhu weMoabhi, pakati peMoabhi nevaAmori.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe