Dheuteronomi 7:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Jehovha Mwari wako paanozokupinza munyika yauri kuenda kuti uitore ive yako,+ achabvisawo marudzi ane vanhu vazhinji pamberi pako,+ vaHiti+ nevaGigashi+ nevaAmori+ nevaKenani+ nevaPerizi+ nevaHivhi+ nevaJebhusi,+ marudzi manomwe ane vanhu vazhinji uye ane simba kukupfuura.+ Dheuteronomi 9:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Haiwa iwe Israeri, chinzwa, nhasi uri kuyambuka Jodhani+ kuti upinde imomo, udzinge marudzi makuru neane simba kukupfuura,+ maguta makuru uye akavakirirwa kusvika kumatenga,+ Joshua 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Munguva iyi vapristi vakanga vakatakura areka yesungano yaJehovha vakaramba vakamira vasingatsuduguki vari panyika yakaoma+ pakati paJodhani vaIsraeri vose pavakanga vachiyambuka panyika yakaoma,+ kusvikira rudzi rwose rwapedza kuyambuka Jodhani.
7 “Jehovha Mwari wako paanozokupinza munyika yauri kuenda kuti uitore ive yako,+ achabvisawo marudzi ane vanhu vazhinji pamberi pako,+ vaHiti+ nevaGigashi+ nevaAmori+ nevaKenani+ nevaPerizi+ nevaHivhi+ nevaJebhusi,+ marudzi manomwe ane vanhu vazhinji uye ane simba kukupfuura.+
9 “Haiwa iwe Israeri, chinzwa, nhasi uri kuyambuka Jodhani+ kuti upinde imomo, udzinge marudzi makuru neane simba kukupfuura,+ maguta makuru uye akavakirirwa kusvika kumatenga,+
17 Munguva iyi vapristi vakanga vakatakura areka yesungano yaJehovha vakaramba vakamira vasingatsuduguki vari panyika yakaoma+ pakati paJodhani vaIsraeri vose pavakanga vachiyambuka panyika yakaoma,+ kusvikira rudzi rwose rwapedza kuyambuka Jodhani.