RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 36:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Akapisa imba yaMwari wechokwadi,+ akaputsa rusvingo+ rweJerusarema; uye vakapisa shongwe dzaro dzose dzokugara nomoto nezvinhu zvaro zvose zvinokosha,+ zvokuti zvose zvakaparadzwa.+

  • Isaya 64:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Imba yedu youtsvene norunako,+ mamakarumbidzirwa nemadzitateguru edu,+ yava chinhu chokupisa nomoto;+ uye zvinhu zvedu zvose zvinokosha+ zvaparadzwa.

  • Jeremiya 52:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Akapisa imba yaJehovha+ neimba yamambo nedzimba dzose dzomuJerusarema;+ uye akapisawo dzimba dzose huru nomoto.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe