2 Makoronike 36:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino mugore rokutanga raKoreshi+ mambo wePezhiya,+ kuti shoko raJehovha+ rakataurwa nomuromo waJeremiya+ riitike, Jehovha akamutsa mwoyo+ waKoreshi mambo wePezhiya, zvokuti akaita kuti kushevedzera kuitwe muumambo hwake hwose, uyewo akanyora,+ achiti: Isaya 45:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Zvanzi naJehovha kumuzodziwa+ wake, kuna Koreshi, wandakabata ruoko rwake rworudyi,+ kuti ndikunde marudzi pamberi pake,+ kuti ndisunungure hudyu dzemadzimambo; kuti ndimuvhurire masuo ane madhoo maviri, zvokuti kunyange magedhi haazovharwi: Dhanieri 10:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Mugore rechitatu raKoreshi+ mambo wePezhiya pane chinhu chakaratidzwa Dhanieri, uya ainzi Bheteshazari;+ uye chinhu chacho chaiva chechokwadi, uye paiva nokurwa kukuru.+ Iye akanzwisisa chinhu chacho, uye akanzwisisa chinhu chaakanga aona.+
22 Zvino mugore rokutanga raKoreshi+ mambo wePezhiya,+ kuti shoko raJehovha+ rakataurwa nomuromo waJeremiya+ riitike, Jehovha akamutsa mwoyo+ waKoreshi mambo wePezhiya, zvokuti akaita kuti kushevedzera kuitwe muumambo hwake hwose, uyewo akanyora,+ achiti:
45 Zvanzi naJehovha kumuzodziwa+ wake, kuna Koreshi, wandakabata ruoko rwake rworudyi,+ kuti ndikunde marudzi pamberi pake,+ kuti ndisunungure hudyu dzemadzimambo; kuti ndimuvhurire masuo ane madhoo maviri, zvokuti kunyange magedhi haazovharwi:
10 Mugore rechitatu raKoreshi+ mambo wePezhiya pane chinhu chakaratidzwa Dhanieri, uya ainzi Bheteshazari;+ uye chinhu chacho chaiva chechokwadi, uye paiva nokurwa kukuru.+ Iye akanzwisisa chinhu chacho, uye akanzwisisa chinhu chaakanga aona.+