RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Esteri 3:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Vanyori vamambo+ vakabva vashevedzwa mumwedzi wokutanga pazuva rechigumi nematatu rawo, tsamba ikanyorwa+ maererano nezvose izvo Hamani akarayira machinda amambo nemagavhuna aitarisira matunhu akasiyana-siyana,+ nemachinda emarudzi akasiyana-siyana, edunhu rimwe nerimwe, nemanyorero aro,+ uye rudzi rumwe norumwe norurimi rwarwo; yakanyorwa nezita+ raMambo Ahashivheroshi ikaiswa chisimbiso nerin’i yamambo ine chidhindo.+

  • Esteri 8:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Akanyora nezita raMambo+ Ahashivheroshi, akaisa chisimbiso+ nerin’i yamambo ine chidhindo,+ akatumira magwaro akanyorwa noruoko rwenhume dzaiva pamabhiza,+ dzakanga dzakatasva mabhiza aishandiswa kuendesa tsamba mubasa ramambo, mabhiza makono akaberekwa nemabhiza anomhanya kwazvo,

  • Dhanieri 6:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Zvino, haiwa imi mambo, ipai murau wacho musaine gwaro racho,+ kuti urege kuchinjwa, maererano nomutemo wevaMedhiya nevaPezhiya,+ usingagoni kuchinjwa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe