1 Samueri 18:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Naizvozvo Sauro akati: “Ndichamupa iye kuti ave musungo kwaari,+ uye kuti ruoko rwevaFiristiya ruve pamusoro pake.” Naizvozvo Sauro akati kuna Dhavhidhi: “Ucharoora kwandiri mukadzi uyu wechipiri nhasi.” Mateu 26:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 vakarangana+ kuti vabate Jesu vachishandisa zano remanomano kuti vamuuraye.
21 Naizvozvo Sauro akati: “Ndichamupa iye kuti ave musungo kwaari,+ uye kuti ruoko rwevaFiristiya ruve pamusoro pake.” Naizvozvo Sauro akati kuna Dhavhidhi: “Ucharoora kwandiri mukadzi uyu wechipiri nhasi.”