Genesisi 19:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Mwari paakaparadza maguta oRuwa rwacho, Mwari akafunga Abrahamu pakuti akaronga kubudisa Roti pakati pokuparadza kwacho paakanga achiparadza maguta aigara Roti.+
29 Mwari paakaparadza maguta oRuwa rwacho, Mwari akafunga Abrahamu pakuti akaronga kubudisa Roti pakati pokuparadza kwacho paakanga achiparadza maguta aigara Roti.+