Pisarema 40:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Haiwa Jehovha, musandinyima tsitsi dzenyu.+Mutsa wenyu worudo nechokwadi chenyu ngazvindichengetedze nguva dzose.+ Pisarema 57:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Achatumira rubatsiro kubva kudenga ondiponesa.+Chokwadi achavhiringidza uya anondikachura.+ Sera.Mwari achatumira mutsa wake worudo nechokwadi chake.+ Pisarema 143:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Mumutsa wenyu worudo, itai kuti vavengi vangu vanyarare;+Paradzai vose vaya vanovenga mweya wangu,+Nokuti ndiri mushumiri wenyu.+ Zvirevo 20:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Mutsa worudo nechokwadi—zvinochengetedza mambo;+ uye anotsigira chigaro chake choumambo nomutsa worudo.+ Mika 7:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Muchavaratidza chokwadi chenyu chakapiwa Jakobho, mutsa worudo wakapiwa Abrahamu, zvamakapikira madzitateguru edu kubvira pamazuva ekare kare.+
11 Haiwa Jehovha, musandinyima tsitsi dzenyu.+Mutsa wenyu worudo nechokwadi chenyu ngazvindichengetedze nguva dzose.+
3 Achatumira rubatsiro kubva kudenga ondiponesa.+Chokwadi achavhiringidza uya anondikachura.+ Sera.Mwari achatumira mutsa wake worudo nechokwadi chake.+
12 Mumutsa wenyu worudo, itai kuti vavengi vangu vanyarare;+Paradzai vose vaya vanovenga mweya wangu,+Nokuti ndiri mushumiri wenyu.+
28 Mutsa worudo nechokwadi—zvinochengetedza mambo;+ uye anotsigira chigaro chake choumambo nomutsa worudo.+
20 Muchavaratidza chokwadi chenyu chakapiwa Jakobho, mutsa worudo wakapiwa Abrahamu, zvamakapikira madzitateguru edu kubvira pamazuva ekare kare.+