Pisarema 98:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 98 Imbirai Jehovha rwiyo rutsva,+Nokuti zvinhu zvaakaita zvinoshamisa.+Ruoko rwake rworudyi, irwo ruoko rwake rutsvene, rwakamuwanira ruponeso.+ Pisarema 136:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Iye Muiti wezvinhu zvinoshamisa, zvinhu zvikuru zvaanoita ari oga:+Nokuti mutsa wake worudo unogara nokusingagumi;+
98 Imbirai Jehovha rwiyo rutsva,+Nokuti zvinhu zvaakaita zvinoshamisa.+Ruoko rwake rworudyi, irwo ruoko rwake rutsvene, rwakamuwanira ruponeso.+
4 Iye Muiti wezvinhu zvinoshamisa, zvinhu zvikuru zvaanoita ari oga:+Nokuti mutsa wake worudo unogara nokusingagumi;+