Pisarema 13:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kuti muvengi wangu arege kuti: “Ndamukunda!”Kuti mhandu dzangu dzirege kufarira kuti ndadzedzereswa.+ Pisarema 35:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Haiwa, dai vaya vanondivenga pasina chikonzero vakarega kufara pamusoro pangu;+Vaya vanondivenga pasina chikonzero, ngavarege kuchonya ziso.+ Pisarema 41:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Neizvi ndinoziva kuti mandifarira,Nokuti muvengi wangu haashevedzeri mukukunda pamusoro pangu.+
4 Kuti muvengi wangu arege kuti: “Ndamukunda!”Kuti mhandu dzangu dzirege kufarira kuti ndadzedzereswa.+
19 Haiwa, dai vaya vanondivenga pasina chikonzero vakarega kufara pamusoro pangu;+Vaya vanondivenga pasina chikonzero, ngavarege kuchonya ziso.+