Pisarema 31:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Haiwa Jehovha, dai ndikasanyadziswa, nokuti ndakashevedzera kwamuri.+Vakaipa ngavanyadziswe;+Ngavarambe vakanyarara vari muSheori.+ Pisarema 71:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Vaya vari kurwisana nomweya wangu ngavanyadziswe, vaparare.+Vaya vari kunditsvakira dambudziko ngavazvifukidze nokuzvidzwa nokunyadziswa.+
17 Haiwa Jehovha, dai ndikasanyadziswa, nokuti ndakashevedzera kwamuri.+Vakaipa ngavanyadziswe;+Ngavarambe vakanyarara vari muSheori.+
13 Vaya vari kurwisana nomweya wangu ngavanyadziswe, vaparare.+Vaya vari kunditsvakira dambudziko ngavazvifukidze nokuzvidzwa nokunyadziswa.+