RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 15:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Panguva iyoyo Mosesi nevanakomana vaIsraeri vakaimbira Jehovha rwiyo urwu, vachiti:+

      “Regai ndiimbire Jehovha, nokuti akwidziridzwa kwazvo.+

      Akanda bhiza nomutasvi waro mugungwa.+

  • Dheuteronomi 31:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 “Zvino nyorai rwiyo urwu+ murudzidzise vanakomana vaIsraeri.+ Ruisei mumiromo yavo kuti rwiyo urwu ruve chapupu changu kuvanakomana vaIsraeri.+

  • Vatongi 5:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Zvino pazuva iroro Dhibhora+ pamwe chete naBheraki+ mwanakomana waAbhinoamu+ vakaimba rwiyo,+ vachiti:

  • 2 Samueri 22:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Zvino Dhavhidhi akataura naJehovha mashoko orwiyo+ urwu pazuva raakanga anunurwa naJehovha muchanza chevavengi vake vose+ nomuchanza chaSauro;+

  • Pisarema 18:mashoko ekusuma
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • Kumutungamiriri. Rwiyo rwomushumiri waJehovha, rwaDhavhidhi, uyo akataura naJehovha mashoko orwiyo urwu pazuva raakanga anunurwa naJehovha muzvanza zvevavengi vake vose nomuruoko rwaSauro.+ Iye akati:

  • Isaya 5:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Ndapota, regai ndiimbire mudiwa wangu rwiyo rwomudiwa wangu nezvomunda wake wemizambiringa.+ Mudiwa wangu aiva nomunda wemizambiringa mujinga mechikomo chakaorera.

  • Zvakazarurwa 15:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti:

      “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe