Rwiyo rwaSoromoni 8:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Haiwa, kudai wanga wakaita sehanzvadzi yangu,+ yakayamwa mazamu aamai vangu!+ Kudai ndaizokuwana panze, ndaizokutsvoda.+ Vanhu vaisazombondizvidza.
8 “Haiwa, kudai wanga wakaita sehanzvadzi yangu,+ yakayamwa mazamu aamai vangu!+ Kudai ndaizokuwana panze, ndaizokutsvoda.+ Vanhu vaisazombondizvidza.