RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:33
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 33 Ndichakuparadzirai pakati pemarudzi,+ ndichavhomora bakatwa shure kwenyu;+ nyika yenyu ichava nzvimbo isina chinhu,+ uye maguta enyu achava matongo.

  • Jeremiya 19:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Ndichaita kuti guta rino rive chinhu chinokatyamadza uye chinhu chinoridzirwa muridzo.+ Munhu wose achapfuura nomariri acharamba akatarira achikatyamara oridza muridzo pamusoro pematambudziko aro ose.+

  • Jeremiya 49:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Zvanzi naJehovha, “Nokuti ndapika neni pachangu+ kuti Bhozra+ richava chinhu chinokatyamadza,+ chinhu chinozvidzwa, chinhu chakaparadzwa uye chinhu chinotukwa; uye maguta aro ose achava matongo nokusingagumi.”+

  • Ezekieri 6:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Ndichavatambanudzira ruoko rwangu,+ ndoita kuti nyika yacho ive dongo, uye ive nzvimbo isina chinhu kupfuura renje riri nechokuDhibra, munzvimbo dzavo dzose dzavanogara. Vachaziva kuti ndini Jehovha.’”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe