30 “Zvino iwe, haiwa mwanakomana womunhu, vanakomana vevanhu vokwako vari kutaurirana pamusoro pako vari pedyo nemadziro nepamasuo edzimba,+ uye mumwe ataurirana nomumwe, mumwe nomumwe nehama yake, vachiti, ‘Ndapota, uyai munzwe kuti kune shoko ripi riri kubva kuna Jehovha.’+