RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 3:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 Jinda remachinda evaRevhi raiva Eriyezari+ mwanakomana womupristi Aroni, aiva mukuru wevaya vaitarisira zvavaisungirwa kuti vaite munzvimbo tsvene.

  • Numeri 4:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 “Eriyezari mwanakomana womupristi Aroni ndiye anotarisira+ mafuta+ echokuvhenekesa, rusenzi inonhuhwirira+ nechinopiwa chezviyo chenguva dzose+ nemafuta okuzodza nawo,+ ndiye anotarisira tebhenekeri yose nezvose zviri mairi, iyo nzvimbo tsvene nemidziyo yayo.”

  • Jeremiya 20:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Zvino Pashuri mwanakomana waImeri,+ mupristi, uya aivawo mumiririri aitungamirira muimba yaJehovha,+ akaramba achiteerera Jeremiya paakanga achiprofita mashoko aya.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe