Joshua 18:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 neZiira,+ Ha-erefi neJebhusi, kureva Jerusarema,+ Gibhiya+ neKiriyati; maguta gumi nemana nemisha yawo. Iyi ndiyo yaiva nhaka yevanakomana vaBhenjamini maererano nemhuri dzavo.+
28 neZiira,+ Ha-erefi neJebhusi, kureva Jerusarema,+ Gibhiya+ neKiriyati; maguta gumi nemana nemisha yawo. Iyi ndiyo yaiva nhaka yevanakomana vaBhenjamini maererano nemhuri dzavo.+