Joshua 15:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Maguta okumucheto edzinza revanakomana vaJudha nechokumuganhu weEdhomu+ kumaodzanyemba aiva Kabhuzeeri+ neEdheri neJaguri,
21 Maguta okumucheto edzinza revanakomana vaJudha nechokumuganhu weEdhomu+ kumaodzanyemba aiva Kabhuzeeri+ neEdheri neJaguri,