RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 25:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  8 Jehovha akanaka uye akarurama.+

      Ndokusaka achirayiridza vatadzi nezvenzira yakarurama.+

  • Zekariya 9:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Nokuti, haiwa, kunaka kwake kukuru sei,+ uye runako rwake rukuru sei!+ Zviyo ndizvo zvichaita kuti majaya akure, uye waini itsva ndiyo ichaita kuti mhandara dzikure.”+

  • Mako 10:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Jesu akati kwaari: “Nei uchinditi akanaka?+ Hapana munhu akanaka, kunze kwomumwe chete, iye Mwari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe