Isaya 30:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 vakati kune vaiona, ‘Musaona,’ uye kune vaiva nezvavairatidzwa, ‘Musaona zvinhu chero zvipi zvazvo zvakarurama nokuda kwedu.+ Titaurirei zvinhu zvinofadza; onai zvinhu zvinonyengera.+ Amosi 5:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “‘Vanovenga munhu anotsiura+ ari pagedhi, uye vanosema munhu anotaura zvinhu zvakarurama.+
10 vakati kune vaiona, ‘Musaona,’ uye kune vaiva nezvavairatidzwa, ‘Musaona zvinhu chero zvipi zvazvo zvakarurama nokuda kwedu.+ Titaurirei zvinhu zvinofadza; onai zvinhu zvinonyengera.+