Jeremiya 36:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvichida kukumbira kwavo kuti vanzwirwe nyasha kuchasvika pamberi paJehovha,+ mumwe nomumwe akatendeuka panzira yake yakaipa,+ nokuti kutsamwa nehasha zvakataurwa kuvanhu ava naJehovha zvakakura.”+
7 Zvichida kukumbira kwavo kuti vanzwirwe nyasha kuchasvika pamberi paJehovha,+ mumwe nomumwe akatendeuka panzira yake yakaipa,+ nokuti kutsamwa nehasha zvakataurwa kuvanhu ava naJehovha zvakakura.”+