RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 25:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Akapisa imba yaJehovha+ neimba yamambo+ nedzimba dzose dzomuJerusarema;+ uye akapisawo dzimba dzevakuru vose nomoto.+

  • 2 Makoronike 36:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Akapisa imba yaMwari wechokwadi,+ akaputsa rusvingo+ rweJerusarema; uye vakapisa shongwe dzaro dzose dzokugara nomoto nezvinhu zvaro zvose zvinokosha,+ zvokuti zvose zvakaparadzwa.+

  • Isaya 5:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Jehovha wemauto apika munzeve dzangu kuti dzimba zhinji, kunyange dziri huru uye dzakanaka, dzichava chinhu chinokatyamadza chose, dzisina anogaramo.+

  • Jeremiya 38:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Asi kana musingazoendi kumachinda amambo weBhabhironi, guta rino richaiswawo mumaoko evaKadheya, vacharipisa nomoto,+ uye imi hamuzopukunyuki mumaoko avo.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe