Hosiya 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti tarirai! vachaenda nokuda kwokupambwa kwenyika.+ Ijipiti ichavaunganidza;+ Memfisi+ ichavaviga. Zvinhu zvavo zvinokosha zvesirivha, zvichatorwa norukato;+ makwenzi ane minzwa achava mumatende avo.+
6 Nokuti tarirai! vachaenda nokuda kwokupambwa kwenyika.+ Ijipiti ichavaunganidza;+ Memfisi+ ichavaviga. Zvinhu zvavo zvinokosha zvesirivha, zvichatorwa norukato;+ makwenzi ane minzwa achava mumatende avo.+