RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 40:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Zvino Johanani+ mwanakomana waKareya+ nevakuru vose vemauto ehondo vaiva musango,+ vakauya kuna Gedhariya kuMizpa.

  • Jeremiya 41:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Johanani+ mwanakomana waKareya nevakuru vose vemauto ehondo vaaiva navo vakatora vanhu vose vakasara vokuMizpa vavakadzosa kubva kuna Ishmaeri mwanakomana waNetaniya, paakanga auraya Gedhariya+ mwanakomana waAhikamu, varume vakasimba, varume vehondo, nemadzimai nevana vaduku nemachinda, vaakanga adzosa kubva kuGibhiyoni.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe