RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 25:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 tarirai ndichatumira shoko ndotora mhuri dzose dzokuchamhembe,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha, “uye ndichatumira shoko kuna Nebhukadrezari mambo weBhabhironi, mushumiri wangu,+ uye ndichavaunza kuti varwise nyika+ ino nevagari vayo nemarudzi aya ose akapoteredza;+ uye ndichavatsaura kuti vaparadzwe uye ndichaita kuti vave chinhu chinokatyamadza nechinhu chokuridzira muridzo+ uye matongo nokusingagumi.+

  • Jeremiya 27:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Zvino ini ndaisa nyika idzi dzose muruoko rwaNebhukadhinezari mambo weBhabhironi,+ mushumiri wangu;+ uye ndamupawo mhuka dzomusango kuti dzimushandire.+

  • Ezekieri 29:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 “‘Ndamupa nyika yeIjipiti kuti ive muripo webasa raakaita pakurirwisa, nokuti vakashandira ini,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe