Revhitiko 17:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “‘Munhu wose weimba yaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu anodya chero ropa ripi zvaro,+ ndichatarira mweya+ unodya ropa ndakatsamwa, uye ndichauparadza pakati pevanhu vawo. Revhitiko 20:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 ini ndichabva ndatarira munhu iyeye pamwe chete nemhuri yake ndakatsamwa,+ uye chokwadi ndichamuparadza pamwe chete nevaya vose vanoita zvounzenza naye pakati pevanhu vokwavo pavanoita unzenza+ naMoreki. Jeremiya 21:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “‘“Nokuti ndatarira guta rino ndakatsamwa kuti ndiriunzire dambudziko, kwete zvakanaka,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Richaiswa muruoko rwamambo weBhabhironi,+ uye acharipisa nomoto.”+ Amosi 9:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kana vakatapwa nevavengi vavo, ndicharayira bakatwa ikoko, uye richavauraya;+ uye ndichavatarira kuti ndivaitire zvakaipa, kwete kuti ndivaitire zvakanaka.+
10 “‘Munhu wose weimba yaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu anodya chero ropa ripi zvaro,+ ndichatarira mweya+ unodya ropa ndakatsamwa, uye ndichauparadza pakati pevanhu vawo.
5 ini ndichabva ndatarira munhu iyeye pamwe chete nemhuri yake ndakatsamwa,+ uye chokwadi ndichamuparadza pamwe chete nevaya vose vanoita zvounzenza naye pakati pevanhu vokwavo pavanoita unzenza+ naMoreki.
10 “‘“Nokuti ndatarira guta rino ndakatsamwa kuti ndiriunzire dambudziko, kwete zvakanaka,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Richaiswa muruoko rwamambo weBhabhironi,+ uye acharipisa nomoto.”+
4 Kana vakatapwa nevavengi vavo, ndicharayira bakatwa ikoko, uye richavauraya;+ uye ndichavatarira kuti ndivaitire zvakaipa, kwete kuti ndivaitire zvakanaka.+