Hosiya 7:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Havambofungi mumwoyo mavo+ kuti ndichayeuka zvakaipa zvavo zvose.+ Zvino zvavakaita zvavakomba.+ Zvava pamberi pangu.+ Amosi 8:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Jehovha akapika noUkuru hwaJakobho+ achiti, ‘Handizombokanganwi mabasa avo ose.+
2 Havambofungi mumwoyo mavo+ kuti ndichayeuka zvakaipa zvavo zvose.+ Zvino zvavakaita zvavakomba.+ Zvava pamberi pangu.+