RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 9:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Uye ivo vachati, ‘Nokuti vakasiya Jehovha Mwari wavo akanga abudisa madzitateguru avo munyika yeIjipiti,+ vakanamatira vamwe vanamwari,+ vakavakotamira nokuvashumira. Ndokusaka Jehovha akavaunzira dambudziko rose iri.’”+

  • Nehemiya 13:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Madzitateguru enyu haana kuita saizvozvi,+ zvokuti Mwari wedu akaunza nhamo yose iyi patiri,+ nepaguta rinowo here? Asi imi muri kuwedzera kutsamwirwa kwazvo kwaIsraeri nokusvibisa sabata.”+

  • Dhanieri 9:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Vanhu vose vaIsraeri vakadarika mutemo wenyu, vakatsauka nokusateerera inzwi renyu,+ zvokuti makadururira patiri kutukwa nemhiko yakapikwa+ yakanyorwa mumutemo waMosesi mushumiri waMwari wechokwadi, nokuti takamutadzira.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe