Isaya 48:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti vakazviti vanobva muguta dzvene,+ uye vakasendama pana Mwari waIsraeri,+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+ Jeremiya 5:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Kunyange kana vakati: “NaJehovha mupenyu!” vachange vachipika nhema.+
2 Nokuti vakazviti vanobva muguta dzvene,+ uye vakasendama pana Mwari waIsraeri,+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+