1 Samueri 2:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Ichi ndicho chiratidzo nokuda kwako chichauya kuvanakomana vako vaviri, Hofini naFiniyasi:+ Vari vaviri vachafa pazuva rimwe.+ 1 Samueri 10:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zviratidzo+ izvi pazvinoitika kwauri, ita zvinogona kuitwa noruoko rwako,+ nokuti Mwari wechokwadi anewe.+ 2 Madzimambo 20:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Isaya akati: “Ichi ndicho chiratidzo+ chako chinobva kuna Jehovha chokuti Jehovha achaita zvaataura: Unoda kuti mumvuri uende mberi nhanho gumi dzematanho kana kuti udzokere shure nhanho gumi here?”
34 Ichi ndicho chiratidzo nokuda kwako chichauya kuvanakomana vako vaviri, Hofini naFiniyasi:+ Vari vaviri vachafa pazuva rimwe.+
7 Zviratidzo+ izvi pazvinoitika kwauri, ita zvinogona kuitwa noruoko rwako,+ nokuti Mwari wechokwadi anewe.+
9 Isaya akati: “Ichi ndicho chiratidzo+ chako chinobva kuna Jehovha chokuti Jehovha achaita zvaataura: Unoda kuti mumvuri uende mberi nhanho gumi dzematanho kana kuti udzokere shure nhanho gumi here?”