RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 19:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Muganhu wacho wakasvika kuTabhori+ neShahazuma neBheti-shemeshi, uye muganhu wavo wakagumira kuJodhani; maguta gumi nematanhatu nemisha yawo.

  • Vatongi 4:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Akatumira shoko, akashevedza Bheraki+ mwanakomana waAbhinoamu kubva kuKedheshi-naftari,+ akati kwaari: “Jehovha Mwari waIsraeri haana kurayira here? ‘Enda, mupararire paGomo reTabhori,+ uende nevarume zviuru gumi vevanakomana vaNaftari+ nevevanakomana vaZebhuruni.+

  • Pisarema 89:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Kuchamhembe nokumaodzanyemba—ndimi makazvisika;+

      Tabhori+ neHemoni+—zvinoshevedzera nomufaro muzita renyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe