Genesisi 10:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Vanakomana vaJavhani vaiva Erishaa+ naTashishi,+ Kitimu+ naDhodhanimu.+ Numeri 24:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Kuchava nengarava dzinobva kumhenderekedzo yeKitimu,+Dzichatambudza Asiriya,+Uye dzichatambudza Ebheri.Asi iyewo achazoparara.” Isaya 23:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Chirevo pamusoro peTire:+ Ungudzai, imi ngarava dzeTashishi!+ nokuti rapambwa kuti rirege kuva chiteshi chengarava, kuti rirege kuva nzvimbo yokupinda mairi.+ Vakazviratidzwa vari kunyika yeKitimu.+ Jeremiya 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “‘Asi yambukirai kunyika dzevaKitimu+ dziri mumhenderekedzo yegungwa muone. Tumirai shoko kuKedhari+ munyatsofungisisa, muone kana chinhu chakadai chakaitika.+ Ezekieri 27:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Vakagadzira magwasvo ako nemiti mikuru yokuBhashani. Vakagadzira muromo wechikepe chako nematanda omusaipresi akaiswa munyanga dzenzou, okuzvitsuwa zveKitimu.+
24 Kuchava nengarava dzinobva kumhenderekedzo yeKitimu,+Dzichatambudza Asiriya,+Uye dzichatambudza Ebheri.Asi iyewo achazoparara.”
23 Chirevo pamusoro peTire:+ Ungudzai, imi ngarava dzeTashishi!+ nokuti rapambwa kuti rirege kuva chiteshi chengarava, kuti rirege kuva nzvimbo yokupinda mairi.+ Vakazviratidzwa vari kunyika yeKitimu.+
10 “‘Asi yambukirai kunyika dzevaKitimu+ dziri mumhenderekedzo yegungwa muone. Tumirai shoko kuKedhari+ munyatsofungisisa, muone kana chinhu chakadai chakaitika.+
6 Vakagadzira magwasvo ako nemiti mikuru yokuBhashani. Vakagadzira muromo wechikepe chako nematanda omusaipresi akaiswa munyanga dzenzou, okuzvitsuwa zveKitimu.+