Genesisi 40:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Zvino zuva rechitatu raiva zuva rekuberekwa kwaFarao,+ uye akaitira vashandi vake vese mabiko ndokubudisa mukuru* wevadiri nemukuru wevabiki vashandi vake vachiona. Genesisi 40:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Asi akasungirira mukuru wevabiki, sezvavakanga vadudzirwa naJosefa.+
20 Zvino zuva rechitatu raiva zuva rekuberekwa kwaFarao,+ uye akaitira vashandi vake vese mabiko ndokubudisa mukuru* wevadiri nemukuru wevabiki vashandi vake vachiona.