-
Genesisi 49:29, 30Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
29 Pashure paizvozvo akavarayira achiti: “Ndiri kuiswa kwakaiswa vanhu vekwangu.*+ Ndivigei nemadzibaba angu mubako riri mumunda waEfroni muHiti,+ 30 bako riri mumunda weMakapera uri pakatarisana neMamre munyika yeKenani, munda wakatengwa naAbrahamu kuna Efroni muHiti kuti auite nzvimbo yake yemakuva.
-