Revhitiko 16:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Jehovha akati kuna Mozisi: “Udza Aroni mukoma wako kuti haafaniri kupinda chero paadira munzvimbo tsvene+ mukati meketeni,+ pamberi pechekukwidibirisa chiri paAreka, kuti arege kufa,+ nekuti ndichazviratidza pamusoro pechekukwidibirisa+ ndiri mugore.+ Revhitiko 16:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “Achatora rimwe ropa remukono wacho+ orisasa nemunwe wake pedyo nechekukwidibirisa kurutivi rwekumabvazuva, osasa rimwe ropa nemunwe wake kanomwe pamberi pechekukwidibirisa.+ 1 Makoronike 28:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Dhavhidhi akabva apa mwanakomana wake Soromoni purani+ yevharanda neyedzimba dzayo,+ nedzimba dzayo dzekuchengetera zvinhu, nedzimba dzepadenga rayo, nedzimba dzayo dzemukati, neimba yechekukwidibirisa chekuyananisa.*+
2 Jehovha akati kuna Mozisi: “Udza Aroni mukoma wako kuti haafaniri kupinda chero paadira munzvimbo tsvene+ mukati meketeni,+ pamberi pechekukwidibirisa chiri paAreka, kuti arege kufa,+ nekuti ndichazviratidza pamusoro pechekukwidibirisa+ ndiri mugore.+
14 “Achatora rimwe ropa remukono wacho+ orisasa nemunwe wake pedyo nechekukwidibirisa kurutivi rwekumabvazuva, osasa rimwe ropa nemunwe wake kanomwe pamberi pechekukwidibirisa.+
11 Dhavhidhi akabva apa mwanakomana wake Soromoni purani+ yevharanda neyedzimba dzayo,+ nedzimba dzayo dzekuchengetera zvinhu, nedzimba dzepadenga rayo, nedzimba dzayo dzemukati, neimba yechekukwidibirisa chekuyananisa.*+