Genesisi 30:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Rakeri akabva ati: “Mwari ava mutongi wangu uye ateererawo inzwi rangu, zvekuti andipa mwanakomana.” Ndokusaka akamutumidza kuti Dhani.*+
6 Rakeri akabva ati: “Mwari ava mutongi wangu uye ateererawo inzwi rangu, zvekuti andipa mwanakomana.” Ndokusaka akamutumidza kuti Dhani.*+