Numeri 18:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Nekuti ndapa vaRevhi chegumi chichabviswa nevaIsraeri kuna Jehovha kuti ive nhaka yavo. Ndokusaka ndati kwavari, ‘Havafaniri kuwana nhaka pakati pevaIsraeri.’”+ Dheuteronomi 10:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ndokusaka Revhi asina kupiwa mugove kana nhaka pamwe chete nehama dzake. Jehovha ndiye nhaka yake, sezvakataurwa naJehovha Mwari wako kwaari.+ Dheuteronomi 14:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Uye usakanganwa muRevhi ari mumaguta ako,+ nekuti haana kupiwa mugove kana nhaka pamwe chete newe.+ Joshua 14:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Mozisi akanga apa nhaka mamwe madzinza maviri nehafu mhiri* kwaJodhani,+ asi haana kupa vaRevhi nhaka pakati pemamwe madzinza.+
24 Nekuti ndapa vaRevhi chegumi chichabviswa nevaIsraeri kuna Jehovha kuti ive nhaka yavo. Ndokusaka ndati kwavari, ‘Havafaniri kuwana nhaka pakati pevaIsraeri.’”+
9 Ndokusaka Revhi asina kupiwa mugove kana nhaka pamwe chete nehama dzake. Jehovha ndiye nhaka yake, sezvakataurwa naJehovha Mwari wako kwaari.+
27 Uye usakanganwa muRevhi ari mumaguta ako,+ nekuti haana kupiwa mugove kana nhaka pamwe chete newe.+
3 Mozisi akanga apa nhaka mamwe madzinza maviri nehafu mhiri* kwaJodhani,+ asi haana kupa vaRevhi nhaka pakati pemamwe madzinza.+