-
Nehemiya 10:32, 33Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
32 Uyewo takazvitemera kuti gore negore mumwe nemumwe wedu anofanira kupa chikamu chimwe chete pazvikamu zvitatu zveshekeri* chekushandisa pabasa reimba* yaMwari wedu,+ 33 pazvingwa zvinoturikidzaniswa,*+ mupiro wezviyo unogara uchipiwa,+ chibayiro chinopiswa chinogara chichipiwa chemaSabata+ nekugara kwemwedzi,+ uye mitambo yenguva dzakasarudzwa,+ zvinhu zvitsvene, zvibayiro zvechivi+ zvekuyananisira vaIsraeri, uye pabasa rese reimba yaMwari wedu.
-