Revhitiko 23:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Munofanira kuverenga mazuva 50+ kusvikira pazuva rinotevera Sabata rechinomwe, mobva mauya nemupiro wezviyo zvitsva kuna Jehovha.+ Revhitiko 23:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Pazuva iri munofanira kuzivisa+ kuti kuchava nekuungana kutsvene. Hamufaniri kushanda basa rinorema. Uyu murau uchagara uripo kwese kwamunogara kwezvizvarwa zvenyu zvese.
16 Munofanira kuverenga mazuva 50+ kusvikira pazuva rinotevera Sabata rechinomwe, mobva mauya nemupiro wezviyo zvitsva kuna Jehovha.+
21 Pazuva iri munofanira kuzivisa+ kuti kuchava nekuungana kutsvene. Hamufaniri kushanda basa rinorema. Uyu murau uchagara uripo kwese kwamunogara kwezvizvarwa zvenyu zvese.