Revhitiko 23:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Munofanira kuverenga mazuva 50+ kusvikira pazuva rinotevera Sabata rechinomwe, mobva mauya nemupiro wezviyo zvitsva kuna Jehovha.+ Revhitiko 23:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Uye munofanira kupa mbudzana imwe chete kuti ive chibayiro chechivi+ uye makwayana makono maviri, rimwe nerimwe riine gore rimwe chete, kuti ave chibayiro cherugare.+
16 Munofanira kuverenga mazuva 50+ kusvikira pazuva rinotevera Sabata rechinomwe, mobva mauya nemupiro wezviyo zvitsva kuna Jehovha.+
19 Uye munofanira kupa mbudzana imwe chete kuti ive chibayiro chechivi+ uye makwayana makono maviri, rimwe nerimwe riine gore rimwe chete, kuti ave chibayiro cherugare.+